Vatongi 17:1
Vatongi 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino mumwe murume ainzi Mika aibva kunyika yezvikomo yaEfuremu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 17Vatongi 17:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kwakanga kuno murume panyika yamakomo yaEfuremu, wainzi Mika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 17Vatongi 17:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munyika yokwaEfuraimu yamakomo makanga muine mumwe murume ainzi Mika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 17