Vatongi 13:1
Vatongi 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
VaIsraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha, saka Jehovha akavaisa mumaoko avaFiristia kwamakore makumi mana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 13Vatongi 13:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vana vaIsiraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha, Jehovha akavaisa mumaoko avaFirisitia makore ana makumi mana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 13Vatongi 13:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
VaIsiraeri vakaita zvakare zvakaipa zvisingadiwe naTenzi. Tenzi akavaisa mumaoko avaFirisitia kwamakore makumi mana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 13