Vatongi 12:7
Vatongi 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jefuta akatungamirira vaIsraeri kwamakore matanhatu. Ipapo Jefuta muGireadhi akafa, uye akavigwa muguta riri muGireadhi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 12Vatongi 12:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jefuta akatonga Isiraeri makore matanhatu. Ipapo Jefuta muGireadhi akafa, akavigwa mune rimwe ramaguta aGireadhi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 12Vatongi 12:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jefuta akatonga vaIsiraeri kwamakore matanhatu. Jefuta wokuGireadhi akazofawo ndokuvigwa muguta rake muGireadhi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 12