Jakobho 4:7-8
Jakobho 4:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zviisei zvino, pasi paMwari. Dzivisai dhiabhori, uye achatiza kwamuri. Swederai kuna Mwari uye iye achaswedera kwamuri. Shambai maoko enyu, imi vatadzi, uye munatse mwoyo yenyu, imi vane mwoyo miviri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo muzviise pasi paMwari; dzivisai Dhiabhori, agokutizai. Swederai kuna Mwari, iye agoswedera kwamuri. Shambai maoko enyu, imi vatadzi; natsai mwoyo yenyu, imi mune mwoyo miviri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo zviisei pasi paMwari. Rwisai Satani iye achakutizai. Swederai kuna Mwari iyewo achaswederawo kwamuri. Shambai maoko enyu imi vatadzi muchenese mwoyo yenyu, imi vanhu vemwoyo miviri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4