Jakobho 4:2
Jakobho 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munoda chimwe chinhu asi hamuchiwani. Munouraya uye munochiva, asi hamugoni kuwana zvamunoda. Munokakavadzana uye munorwa. Hamuna chinhu, nokuti hamukumbiri Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munochiva, asi hamuna chinhu; munouraya, munogodorana, musingagoni kuwana chinhu; munokakavara, muchirwa; hamuna chinhu, nokuti hamukumbiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4Jakobho 4:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munoda chinhu motadza kuchiwana nezvo munobva monouraya. Munochiva chinhu asi motadza kuchiwana nezvo morwa zvokuita hondo. Hamuwani chinhu nokuti hamukumbiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 4