Jakobho 3:9 - Compare All Versions
Jakobho 3:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Narwo tinorumbidza Ishe wedu naBaba vedu, uye narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari.
Pakurirana nevamwe
Jakobho 3 BDSCJakobho 3:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari
Pakurirana nevamwe
Jakobho 3 SNA2002Jakobho 3:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari.
Pakurirana nevamwe
Jakobho 3 SCLBDJakobho 3:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Narwo tinorumbidza Ishe Ƃaɓa; narwo tinotuka ʋanhu, ʋakaitwa nomufananidzo waMŋari
Pakurirana nevamwe
Jakobho 3 SUB1949Jakobho 3:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari.
Pakurirana nevamwe
Jakobho 3 SCLB