Jakobho 3:8-9
Jakobho 3:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi hakuna munhu anogona kupingudza rurimi. Ndirwo chinhu chakaipa chisingazorori, chizere nomuchetura unouraya. Narwo tinorumbidza Ishe wedu naBaba vedu, uye narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi hakuna munhu angapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka-shanduka, chizere nomuti unouraya. Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu. Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3