Jakobho 3:2
Jakobho 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tose tinogumbuswa munzira dzakawanda. Kana pano munhu asingatongokanganisi pakutaura kwake, iye munhu akakwana, anogona kudzora muviri wake wose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti tinogumburwa tose muzvinhu zvizhinji. Kana munhu asingagumburwi mukutaura, iye munhu akakwana, anogona kudzora muviri wosewo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3Jakobho 3:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti tose tinokanganisa kakawanda. Kana munhu asinganganisi mune zvaanotaura, munhu iyeyo, munhu akakwana anogona kuita kuti muviri wake wose umuteerere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 3