Svetukira kuzviri mukati

Jakobho 2:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Jakobho 2:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kana mumwe munhu akauya akapinda mumusangano wenyu akapfeka mhete yegoridhe nenguo dzakaisvonaka, uye murombo akapfeka mamvemve akapindawo

Jakobho 2 BDSC

Jakobho 2:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti kana musinagoge renyu mukapinda munhu ane mhete yendarama, akapfeka nguo dzakanaka, mukapindawo murombo, akapfeka nguo dzakaipa

Jakobho 2 SNA2002

Jakobho 2:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti kana musinagoge renyu mukapinda munhu unemhete yendarama, akapfeka ŋguʋo dzakanaka, mukapinda ʋo murombo, wakapfeka ŋguʋo dzakaipa

Jakobho 2 SUB1949

Jakobho 2:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ngatitii munhu ane mhete dzendarama, akapfeka hanzu dzakanakisisa anouya pasangano penyu. Munhu murombo akapfeka marengenya ouyawo

Jakobho 2 SCLB

Jakobho 2:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ngatitii munhu ane mhete dzendarama, akapfeka hanzu dzakanakisisa anouya pasangano penyu. Munhu murombo akapfeka marengenya ouyawo

Jakobho 2 SCLBD