Jakobho 1:6,8
Jakobho 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi paanokumbira, anofanira kutenda asinganyunyuti, nokuti uyo anonyunyuta akaita sefungu regungwa, rinosundwa uye rinomutswa-mutswa nemhepo.
Jakobho 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
munhu ane mwoyo miviri, anongoshanduka-shanduka mune zvose zvaanoita.
Jakobho 1:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi ngaakumbire nokutenda, asinganyunyuti napaduku; nokuti munhu anonyunyuta akaita sefungu regungwa rinosundwa nemhepo richimutswamutswa.
Jakobho 1:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
munhu, ane mwoyo miviri, anoshandukashanduka panzira dzake dzose.
Jakobho 1:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi ngaakumbire nechitendero asingakahadziki, nokuti munhu anokahadzika akafanana namasaisai egungwa anopeperetswa achiitwa suku nasai nemhepo.
Jemusi 1:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita.
Jakobho 1:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi ŋgaakumbire nokutenda, asiŋganyunyuti napaɗuku; nokuti munhu unonyunyuta wakaita sefuŋgu reguŋgwa rinosundwa nemhepo ricimutswa‐mutswa.
Jakobo 1:8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
munhu, unemŋoyo miʋiri, unoshanduka‐shanduka panzira dzake dzose.