Jakobho 1:20
Jakobho 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti kutsamwa kwomunhu hakuuyisi upenyu hwakarurama hunodikanwa naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti kutsamwa kwomunhu hakuiti kururama kwaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1