Jakobho 1:14-15
Jakobho 1:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
asi mumwe nomumwe anoedzwa paanenge achikwevewa nokuchiva kwake kwakaipa uye achinyengerwa. Ipapo kuchiva kukange kwaumbwa kunobereka chivi; uye chivi, chikange chakura kwazvo, chinobereka rufu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi munhu mumwe nomumwe anoedzwa kana achikwewa nokuchiva kwake achinyengerwa. Zvino kuchiva, kana kwarema, kunozvara zvivi; nezvivi, kana zvakura, zvinobereka rufu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi munhu wose anoedzwa kana achitorwa mwoyo nokufurirwa noruchiva rwake. Kana ruchiva rwabata runobereka chitadzo. Kana chitadzo chadzika midzi chinounza rufu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1