Jakobho 1:13
Jakobho 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pamunenge muchiedzwa, ngakurege kuva nomunhu anoti, “Mwari ari kundiedza.” Nokuti Mwari haagoni kuedzwa nechakaipa, uye haaedzi munhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana munhu achiedzwa, ngaarege kuti ndinoedzwa naMwari; nokuti Mwari haangaedzwi nezvakaipa, naiye amene haangaedzi munhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1Jakobho 1:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngaparege kuva nomunhu anoti kana aedzwa oti, “Mwari akandipinza muchiedzo” nokuti Mwari haagoni kuedzwa nouipi. Iyewo pachake haapinze munhu muchiedzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jakobho 1