Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 8:17 - Enzanisa Shanduro Dzose

Isaya 8:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndichamirira Jehovha, iye ari kuvanzira imba yaJakobho chiso chake. Ndichaisa ruvimbo rwangu maari.

Pakurirana nevamwe
Isaya 8 BDSC

Isaya 8:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndichamirira Jehovha, anovanzira imba yaJakobho chiso chake, ndichamutsvaka.

Pakurirana nevamwe
Isaya 8 SNA2002

Isaya 8:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndicamirira Jehova, unoʋanzira imba yaJakobo ciso cake, ndicamutȿaka.

Pakurirana nevamwe
Isaya 8 SUB1949

Isaya 8:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ini ndomirira zvangu Tenzi ari kuviga uso hwake kumba yaJakobho uye maari ndimo mune chitarisiro changu.

Pakurirana nevamwe
Isaya 8 SCLB

Isaya 8:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ini ndomirira zvangu Tenzi ari kuviga uso hwake kumba yaJakobho uye maari ndimo mune chitarisiro changu.

Pakurirana nevamwe
Isaya 8 SCLBD