Isaya 65:24
Isaya 65:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vasati vadana ndichavapindura; vachiri kutaura ndichavanzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65Isaya 65:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndichapindura vasati vadana, ndichanzwa vachitaura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65Isaya 65:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vasati vatombonamata ini ndinenge ndatopindura kare munamato wavo, ivo vachiri kutaura, ini ndinenge ndatozvinzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65