Svetukira kuzviri mukati

Isaya 65:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Isaya 65:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zuva rose ndakatambanudzira maoko angu kurudzi rwakasindimara, vanofamba munzira dzisina kunaka vachitevera zvavanofunga

Isaya 65 BDSC

Isaya 65:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndakatambanudzira maoko angu zuva rose kurudzi rwavanhu rwakandimukira, vanofamba nenzira isakanaka, vachitevera ndangariro dzavo

Isaya 65 SNA2002

Isaya 65:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndakatambanudzira maʋoko aŋgu zuʋa rose kurudzi rwaʋanhu rwakandimukira, ʋanofamba nenzira isakanaka, ʋaciteʋera ndaŋgariro dzaʋo

Isaya 65 SUB1949

Isaya 65:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

ndichiswerotambanudzira maoko kumhandupandu dzavanhu, vanofamba nenzira isina kunaka vachiita zvavo zvomusoro wavo.

Isaya 65 SCLB

Isaya 65:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

ndichiswerotambanudzira maoko kumhandupandu dzavanhu, vanofamba nenzira isina kunaka vachiita zvavo zvomusoro wavo.

Isaya 65 SCLBD