Isaya 65:17
Isaya 65:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Tarirai, ndichasika matenga matsva nenyika itsva. Zvinhu zvakare hazvichazorangarirwi, kana kuuya mundangariro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65Isaya 65:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nokuti tarirai, ndinosika denga idzva nenyika itsva; zvinhu zvakare hazvingarangarirwi, kana kufungwa nomwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65Isaya 65:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Chionai kuti ndava kusika denga idzva nenyika itsva. Zvinhu zvakare zviya hazvichazoyeukwa kana kuuya hazvo mumusoro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 65