Isaya 63:9
Isaya 63:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumatambudziko avo ose naiyewo akatambudzika, uye mutumwa wokuvapo kwake akavaponesa. Murudo rwake nengoni akavadzikinura; akavasimudza uye akavatakura mumazuva ose akare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 63Isaya 63:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pakutambudzika kwavo kwose naiyewo akanga achitambudzika, mutumwa, wakavazivisa chiso chake, akavaponesa; akavadzikinura norudo rwake netsitsi dzake, akavasimudza nokuvatakura mazuva ose akare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 63Isaya 63:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nhamo yavo yose yavakaona yaivawo nhamo yake, uye mutumwa wokuvapo kwake ndiye akavaponesa, akavanunura norudo rwake uye netsiye dzake nyoro, akavasimudza akavatakura mumazuva ose akare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 63