Isaya 61:4
Isaya 61:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vachavakazve matongo akare uye vachamutsazve nzvimbo dzakaparadzwa kare; vachavandudza matongo amaguta akaparadzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa zvakapfuura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 61Isaya 61:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo vachavaka matongo akare, vachamutsazve nzvimbo dzakaparadzwa dzokutanga, vachagadzira maguta akanga aitwa matongo, nezvose zvakaparadzwa zvamarudzi namarudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 61Isaya 61:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vachavakazve pamatongo akare vachamutsurudza zvinhu zviya zvakanga zvati pasi mbombombo. Vachagadziridzazve maguta akanga aparadzwa akanga aita matongo kwezvizvarwa nezvizvarwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 61