Isaya 58:7
Isaya 58:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuzi kugoverana zvokudya zvako nevane nzara, nokupa varombo vanodzungaira pokugara here, paunoona vakashama, kuvapfekedza, uye kusafuratira venyama neropa rako?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 58Isaya 58:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hakuzi kuti ugovane zvokudya zvako noaenzara, uye kuti udane varombo vakadzingwa vapinde mumba mako kuti kana uchiona munhu wakashama umufukidze, uye kuti urege kuvanda venyama yako here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 58Isaya 58:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Hakusi here kugoverana chokudya chako neane nzara nokupinza mumba mako varombo vanongodzungaira nenyika, ukaona asina chokupfeka uchimupawo chokupfeka usinganzvengi kuyamura hama yako?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 58