Isaya 58:4
Isaya 58:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kutsanya kwenyu kunogumisira mukukakavadzana nemhirizhonga, uye kurovana netsiva dzakaipisisa. Hamungatsanyi sezvamunoita mazuva ano, mugotarisira kuti inzwi renyu richanzwika kumusoro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 58Isaya 58:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai, munozvinyima zvokudya, kuti murwe nokukakavara, nokurova netsiva yezvakaipa, hamuzvinyimi zvokudya nhasi, kuti izwi renyu rinzwike kumusoro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 58Isaya 58:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kutsanya, hongu munotsanya, asi uku muchipopota nokurwa nokurova vamwe nezvibhakera. Kutsanya sokwenyu uku nhasi uno hakuite kuti zvichemo zvenyu zvinzwike kuna wokumusoro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 58