Isaya 56:5
Isaya 56:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kwavari ndichapa, mukati metemberi yangu namasvingo ayo, chirangaridzo nezita riri nani kupfuura vanakomana navanasikana; ndichavapa zita risingaperi, risingazoparadzwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 56Isaya 56:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndichavapa mumba mangu nomukati mamasvingo angu chiyeudzo nezita rinopfuura ravanakomana navanasikana; ndichavapa zita risingaperi, risingazoparadzwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 56Isaya 56:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ndichaita kuti pave nechimwe chinovakwa chokuyeuka nacho zita ravo mukati memba yangu nomukati metsvingo dzangu chinokunda kuva navana vakomana kana vasikana, Ndichavapa zita risina mugumo risingatsakatiki.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 56