Isaya 55:11
Isaya 55:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
saizvozvo neshoko rangu rinobuda mumuromo mangu: Haringadzokeri kwandiri risina chinhu, asi richaita zvinondifadza, uye richaita zvandakarituma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55Isaya 55:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
saizvozvo neshoko rangu rinobuda mumuromo mangu: Haringadzokeri kwandiri risina chinhu, asi richaita zvinondifadza, uye richaita zvandakarituma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55Isaya 55:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndizvo zvichaita shoko rangu rinobuda mumuromo mangu; haringadzokeri kwandiri risina, asi richaita zvandinoda, richiendika pane zvandakaritumira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55Isaya 55:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ndizvo zvakangoitawo shoko rangu rinobva mumuromo mangu, haridzokeri kwandiri risina charinacho asi richatoita zvandinenge ndati riite richibudirira kuita zvandinenge ndarituma kuita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 55