Isaya 51:4
Isaya 51:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Nditeererei, imi vanhu vangu; ndinzwei imi rudzi rwangu: Ndichakupai murayiro; kururamisira kwangu kuchava chiedza kundudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 51Isaya 51:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndinzwei, imi vanhu vangu; rerekai nzeve dzenyu kwandiri, imi rudzi rwangu; nokuti ndichatema murayiro, zvakarurama zvangu ndichazviita chiedza chavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 51Isaya 51:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Teererai kwandiri vanhu vangu ndinzwei imi rudzi rwavanhu vangu nokuti kwandiri ndokuchabva mutemo noruenzaniso rwangu rwunopa chiedza kumarudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 51