Isaya 49:6
Isaya 49:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
iye anoti: “Chinhu chiduku kwazvo kuti iwe uve muranda wangu, anomutsazve marudzi aJakobho uye achadzosa avo vaIsraeri vandakachengeta. Uyezve ndichakuita chiedza chevedzimwe ndudzi, kuti uuyise ruponeso rwangu kumigumo yenyika.”

Isaya 49:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvirokwazvo, iye akati, “Chinhu chiduku kuti uve muranda wangu kuti umutse marudzi aJakobho, nokudzosazve vakasara vaIsiraeri; ndichakuitawo chiedza chavahedheni, kuti kuponesa kwangu kusvikire kumugumo wenyika.”
Isaya 49:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
iye anoti, “Chinhu chiduku nhai chokuti iwe uve muranda wangu, wokumutsa rudzi rwekwaJakobho nokudzosera pakare vacho vakachengetedzeka vokwaIsiraeri. Inga ndichaita kuti uve sechiedza kumarudzi evanhu kuitira kuti ruponeso rwangu rusvike kwakaperera nyika chaiko.”
Isaya 49:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ɀirokwaɀo, iye wakati: Cinhu ciɗuku kuti uʋe muranda waŋgu kuti umutse marudzi aJakobo, nokudzosa ɀe ʋakasara ʋaIsraeri; ndicakuita ʋo ciedza caʋahedeni, kuti kuponesa kwaŋgu kuȿikire kumugumo wenyika.
Isaya 49:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)