Isaya 49:25
Isaya 49:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvanzi naJehovha, “Hongu vatapwa vachatorwa kubva kumhare, uye zvakapambwa kubva kune anotyisa; ndicharwa nevanorwa newe, uye vana vako ndichavaponesa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 49Isaya 49:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi zvanzi naJehovha, “Kunyange navatapwa voanesimba vachamutorerwa, nezvakapambwa zvoanotyisa zvicharwirwa; nokuti ndicharwa noanorwa newe, nokuponesa vana vako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 49Isaya 49:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti zvanzi naTenzi, “Kunyange chawira mumaoko meane simba chichabvutwa, nhapwa dzichinunurwa kumutongi ane utsinye nokuti ndicharwisana nevanokurwisa ndichanunura vana vako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 49