Isaya 48:16
Isaya 48:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Swederai kwandiri muteerere izvi: “Kubvira pachiziviso chokutanga handina kumbotaura muchivande; panguva yazvinoitika, ndinenge ndiripo.” Uye zvino Ishe Jehovha andituma noMweya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 48Isaya 48:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Swederai kwandiri, munzwe chinhu ichi; kubva pakutanga handina kutaura chinyararire;” kubva panguva yokuvamba akandituma, noMweya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 48Isaya 48:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Swederai kwandiri munzwe izvi, kubvira pakutanga handina kumbotaura, muchivande, kubvira panguva yazvakaitika ini ndakanga ndiripo.” Iye zvino Tenzi Mwari andituma neMweya wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 48