Isaya 46:5
Isaya 46:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mungandienzanisa naaniko kana kunditi ndakaita saani? Mungandifananidza naaniko wandingaenzaniswa naye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 46Isaya 46:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Muchandifananidza naniko, nokundienzanisa nani, nokunditi ndakaita sani, wandingafanana naye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 46Isaya 46:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munondifananidza naani chaizvo wamunoti akaita seni, munondienzanisa naani wamungandifananidza naye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 46