Isaya 45:15 - Compare All Versions
Isaya 45:15 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvechokwadi muri Mwari anozvivanza, imi Mwari noMuponesi waIsraeri.
Pakurirana nevamwe
Isaya 45 BDSCIsaya 45:15 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, muri Mwari anovanda, imi Mwari waIsiraeri, Muponesi.
Pakurirana nevamwe
Isaya 45 SNA2002Isaya 45:15 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀirokwaɀo, muri Mŋari unoʋanda, imi Mŋari waIsraeri, Muponesi.
Pakurirana nevamwe
Isaya 45 SUB1949Isaya 45:15 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi muri Mwari anozvivanza zvenyu imi Mwari weIsiraeri, Mununuri.
Pakurirana nevamwe
Isaya 45 SCLBIsaya 45:15 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Imi muri Mwari anozvivanza zvenyu imi Mwari weIsiraeri, Mununuri.
Pakurirana nevamwe
Isaya 45 SCLBD