Isaya 44:6
Isaya 44:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvanzi naTenzi. Mambo weIsiraeri Mununuri wake Tenzi wehondo nehondo, “Ndini Wokutanga, ndini Wokupedzesera. Kunze kwangu ini, hakuna mumwe mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44Isaya 44:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri noMudzikinuri, Jehovha Wamasimba Ose: Ndini wokutanga uye ndini wokupedzisira; kunze kwangu hakuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44Isaya 44:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvanzi naJehovha, Mwari wavaIsiraeri, noMudzikinuri wavo, Jehovha wehondo, “Ndini wokutanga nowokupedzisira; kunze kwangu hakuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44Isaya 44:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvanzi naTenzi. Mambo weIsiraeri Mununuri wake Tenzi wehondo nehondo, “Ndini Wokutanga, ndini Wokupedzesera. Kunze kwangu ini, hakuna mumwe mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44