Isaya 44:22
Isaya 44:22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndakadzima kuɗarika kwako, segore gobvu, neɀiʋi ɀako segore; dzokera kwandiri, nokuti ndakakudzikinura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44Isaya 44:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakadzima kudarika kwako segore, nezvivi zvako semhute yamangwanani. Dzokera kwandiri, nokuti ndakakudzikinura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44Isaya 44:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakadzima kudarika kwako, segore gobvu, nezvivi zvako segore; dzokera kwandiri, nokuti ndakakudzikinura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44Isaya 44:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakawumbura seguti kubvisa zvikanganiso zvako ndikawumbura semhute zvitadzo zvako. Dzokera kwandiri nokuti ndakakununura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44