Isaya 44:2
Isaya 44:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvanzi naJehovha, iye akakuita, akauumba mudumbu uye iye achakubatsira: Usatya, iwe Jakobho, muranda wangu, Jeshuruni, wandakasarudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44Isaya 44:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvanzi naJehovha, akakuita, akakuumba kubvira pachizvaro, achakubatsira, ‘Usatya hako, iwe Jakobho, muranda wangu, newe Jeshuruni, wandakasanangura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44Isaya 44:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi, iye akakusika, iye akakuumba uchiri munhumbu, iye achakubatsira anoti, rega kutya iwe Jakobho muranda wangu iwe Jeshuruni wandakasarudza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 44