Isaya 42:3
Isaya 42:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rutsanga rwakapwanyika haangaruvhuni, uye nomwenje unopfungaira haazoudzimi. Mukutendeka, achavigira vanhu kururamisira
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42Isaya 42:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rutsanga rwakapwanyika haangaruvhuni, nomwenje unopfungaira haangaudzimi; achavigira vanhu kururamisirwa muchokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42Isaya 42:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rutsanga runenge rwakatyoka haridimure, rambhi rine tambo inoti kamoto roi roi kubvira haaridzime, achaunzira vanhu ruenzaniso chairwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42