Isaya 42:1
Isaya 42:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Tarirai muranda waŋgu wandinotsigira, musanaŋgurwa waŋgu unofadza mŋeya waŋgu. Ndakaisa Mŋeya waŋgu pamsoro pake, ucaʋigira marudzi kururamisirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42Isaya 42:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Tarirai muranda wangu, wandinotsigira, musanangurwa wangu wandinofarira; Ndichaisa Mweya wangu pamusoro pake, uye achavigira ndudzi kururamisirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42Isaya 42:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai muranda wangu wandinotsigira, musanangurwa wangu anofadza mweya wangu. Ndakaisa Mweya wangu pamusoro pake, achavigira marudzi kururamisirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42Isaya 42:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Hoyu muranda wangu wandinotsigira munhu wandakazvisarudzira, wangu wepamwoyo. Ndakaisa Mweya wangu maari, achaunzira marudzi avanhu ruenzaniso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 42