Isaya 40:5
Isaya 40:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kubwinya kwaJehovha kucharatidzwa, uye marudzi ose avanhu achazviona. Nokuti muromo waJehovha wazvitaura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40Isaya 40:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kubwinya kwaJehovha kucharatidzwa, vanhu vose vachazviona pamwechete nokuti muromo waJehovha wakataura izvozvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40Isaya 40:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mbiri yaTenzi ichaburitswa pachena, vanhu vose vachaiona pamwechete, nokuti Tenzi anozvitaura nomromo wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 40