Isaya 40:30 - Enzanisa Shanduro Dzose
Isaya 40:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange majaya anoneta uye anorukutika, uye majaya anogumburwa agowa
Pakurirana nevamwe
Isaya 40 BDSCIsaya 40:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange navakomana vachaziya nokuneta, namajaya achawira pasi chose
Pakurirana nevamwe
Isaya 40 SNA2002Isaya 40:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kunyaŋge naʋakomana ʋacaziya nokuneta, namajaya acawira pasi cose
Pakurirana nevamwe
Isaya 40 SUB1949Isaya 40:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange vechidiki vanorukutika vachitoneta, majaya anowira pasi nokuneta
Pakurirana nevamwe
Isaya 40 SCLBIsaya 40:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kunyange vechidiki vanorukutika vachitoneta, majaya anowira pasi nokuneta
Pakurirana nevamwe
Isaya 40 SCLBD