Isaya 33:6
Isaya 33:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Zvinodiwa zvacho achaita kuti zvivepo zvinoti: ruponeso rwakawanda noungwaru noruzivo, kutya Tenzi ndiko kunenge kuri upfumi hwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 33Isaya 33:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achava nheyo yechokwadi yenguva yenyu, nedura repfuma yoruponeso, uchenjeri nezivo; kiyi yepfuma iyi ndiko kutya Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 33Isaya 33:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Panguva dzako pachava nokugarika, nokuwanda kwokuponeswa, nouchenjeri nezivo; kutya Jehovha ndiyo pfuma yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 33Isaya 33:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvinodiwa zvacho achaita kuti zvivepo zvinoti: ruponeso rwakawanda noungwaru noruzivo, kutya Tenzi ndiko kunenge kuri upfumi hwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 33