Isaya 30:26
Isaya 30:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwedzi uchapenya sezuva, uye zuva richapenya kakapetwa kanomwe, kufanana nechiedza chamazuva manomwe azere, Jehovha paanosunga mavanga avanhu vake agorapa maronda aakavakuvadza nawo.
Isaya 30:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uyezve, chiedza chomwedzi chichafanana nechiedza chezuva, chiedza chezuva chichawedzerwa kanomwe; sechiedza chamazuva manomwe, nezuva iro kana Jehovha achisunga pakakuvara pavanhu vake, nokuporesa vanga ravakarohwa.
Isaya 30:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chiedza chomwedzi chichaita sechiedza chezuva uye chiedza chezuva chinenge chakapetwa kanomwe sokunge chamazuva manomwe pazuva iroro Tenzi paachasunga makatyoka vanhu vake achiporesa maronda avakakuvadzwa nokurohwa.
Isaya 30:26 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋuye ɀe, ciedza comŋedzi cicafanana neciedza cezuʋa, ciedza cezuʋa cicawedzerwa kanomŋe, seciedza camazuʋa manomŋe, nezuʋa iro kana Jehova acisuŋga pakakuʋara paʋanhu ʋake, nokuporesa ʋaŋga raʋakarobga.
Isaya 30:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)