Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 29:17 - Compare All Versions

Isaya 29:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ko, Rebhanoni haingashandurwi ikava munda wakaorera muchinguva chidiki, uye munda wakaorera ugoita kunge dondo?

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 BDSC

Isaya 29:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ko hakuna kusara chinguva chidukuduku here, Rebhanoni richashandurwa rive munda unobereka zvakanaka, nomunda unobereka zvakanaka uchanzi idondo?

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 SNA2002

Isaya 29:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Handiti kwangosara kanguva kadikidiki kwazvo kokuti Rebhanoni richisandurwa kuitwa munda unopa michero, munda wacho unopa michero uchizoonekwa sesango chairo handiti?

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 SCLBD

Isaya 29:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ko hakuna‐kusara ciŋguʋa ciɗuku‐ɗuku here, Rebanoni ricashandurwa riʋe munda unoɓereka ɀakanaka, nomunda unoɓereka ɀakanaka ucanzi iɗondo?

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 SUB1949

Isaya 29:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Handiti kwangosara kanguva kadikidiki kwazvo kokuti Rebhanoni richisandurwa kuitwa munda unopa michero, munda wacho unopa michero uchizoonekwa sesango chairo handiti?

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 SCLB