Isaya 25:9
Isaya 25:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pazuva iro vachati, “Zvirokwazvo uyu ndiye Mwari wedu; takavimba naye, iye akatiponesa. Uyu ndiye Jehovha, takavimba naye; ngatifarei tifarisise muruponeso rwake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 25Isaya 25:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nezuva iro vachati, “Tarirai, uyu ndiye Mwari wedu; takanga takamumirira, iye achatiponesa; uye ndiye Jehovha, takanga takamumirira, tichafara, nokufarira ruponeso rwake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 25Isaya 25:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pazuva iroro vanhu vachati, “Hauwoneka, uyu ndiye Mwari wedu watanga takamirira kuti atinunure. Uyu ndiTenzi, ndiye watanga takamirira, ngatichifarai tichipemberera kutiponesa kwake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 25