Isaya 2:5
Isaya 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyai, imi imba yaJakobho, ngatifambei muchiedza chaJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 2Isaya 2:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iwe imba yaJakobho, uyai tifambe muchiedza chaJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 2Isaya 2:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Douyai nhaimi vemba yaJakobho tifambe muchiedza chaTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 2