Isaya 19:2
Isaya 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndichakuchidzira kumukirana pakati pavaIjipita, mununʼuna acharwa nomukoma, muvakidzani acharwa nowaakavakidzana naye, guta richarwisana nerimwe guta, umambo hucharwisana nohumwe umambo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 19Isaya 19:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichamutsa mwoyo yavaIjipiti vamukire vaIjipiti; mumwe nomumwe acharwa nehama yake, mumwe nomumwe nowakavakirana naye; guta richamukira guta, ushe huchamukira ushe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 19Isaya 19:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichaita kuti vaIjipiti vamukirane, vacharwisana pachavo, mumwe achirwisana nomumwe wake, maguta achirwisana pachawo, madzimambo achirwisanawo pachawo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 19