Isaya 18:4
Isaya 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvanzi naJehovha kwandiri: “Ndicharamba ndinyerere uye ndichatarira ndiri paugaro hwangu, samanyirinyiri omushana unopisa, segore redova mukupisa kwokukohwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 18Isaya 18:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha akataura kwandiri kudai, “Ndichanyarara, ndichatarira ndiri paugaro hwangu, sokupisa kwezuva pamushana, seguti pakupisa kwenguva yokukohwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 18Isaya 18:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti Tenzi ati kwandiri, ‘Ndichatarisa chinyararire ndiri kwandigere sokupisa kwezuva masikati machena, souma hwenguva yokupisa yapakukohwa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 18