Isaya 16:11
Isaya 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwoyo wangu unorira nokuda kwaMoabhu, kufanana nokurira kwembira, mukati kati mangu munorira nokuda kweKiri Hareseti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 16Isaya 16:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo mwoyo wangu unorira sembira pamusoro paMoabhi, nedumbu rangu pamusoro peKiriheresi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 16Isaya 16:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo mweya wangu uri kudandaura sechipendani kuchema Moabhu, nomwoyo wangu uchishungurudzirwa Kiriheresi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 16