Isaya 14:16
Isaya 14:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vose vanokuona vanokunanʼanidza, vachafungisisa zvamagumo ako vachiti, “Ndiye here murume uya akazungunutsa nyika, akadederesa ushe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14Isaya 14:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Vanokuona vachakucherekedza, vachakutarira, vachiti, ‘Ko uyu ndiye munhu aidederesa nyika, aizunungusa ushe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14Isaya 14:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vachakuona vacharamba vakakuti kanha kutarisa vachifunga nezvako vachiti; ‘Ndiye here chokwadi munhu aiita kuti pasi padedere uyu? Aingwendesa dzinyika
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14