Isaya 14:15
Isaya 14:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Asi waunzwa pasi kunzvimbo yevachakabvu pasi pasi chaipo peGomba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14Isaya 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi waderedzwa kusvika kuguva, kwakadzika dzika kwegomba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14Isaya 14:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kunyange zvakadaro uchaderedzwa kusvikira paSheori, kusvikira pakadzika pegomba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14Isaya 14:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi waunzwa pasi kunzvimbo yevachakabvu pasi pasi chaipo peGomba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14