Isaya 14:13
Isaya 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Wakati mumwoyo mako, “Ndichakwira kudenga; ndichasimudzira chigaro changu choushe pamusoro penyeredzi dzaMwari; ndichagara pachigaro changu choushe pagomo reungano, pamusoro pegomo dzvene.
Isaya 14:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iwe wakati mumwoyo mako, ‘Ndichakwira kudenga, ndichakwiridza chigaro changu choushe kumusoro kwenyeredzi dzaMwari; ndichagara pamusoro pegomo reungano, pamigumo yamativi okumusoro
Isaya 14:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
waizviti nechomumwoyo, ‘Ndichaita chitundumusere-musere chaicho kukwira kudenga kupfuura nyenyedzi dzaMwari, ndiise chigaro changu choumambo pamusoro, nditi zvangu tendhe kugara pagomo padare ravo riri kuchamhembe uko.
Isaya 14:13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Iwe wakati mumŋoyo mako: Ndicakwira kuɗeŋga, ndicakwiridza cigaro caŋgu coʋushe kumsoro kwenyeredzi dzaMŋari; ndicagara pamsoro pegomo reʋuŋgano, pamigumo yamatiʋi okumsoro
Isaya 14:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)