Isaya 14:12
Isaya 14:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa, wawa seiko, uchibva kudenga, iwe nyamasase yamangwanani, mwanakomana wamambakwedza! Wakakandwa panyika, iyewe wakambowisira ndudzi pasi!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14Isaya 14:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa, wawa seiko, uchibva kudenga, iwe nyamasase yamangwanani, mwanakomana wamambakwedza! Wakakandwa panyika, iyewe wakambowisira ndudzi pasi!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14Isaya 14:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Haiwa, wawa seiko uchibva kudenga, iwe nyamasase, iwe mwanakomana wamambakwedza! Wakandwa seiko pasi, iwe wokuwisira marudzi pasi!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14Isaya 14:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Zvakuvingaka! Kutotozomoka mudenga kudai, iwe Nyamatsatsi, hweva yamangwanani zvauya sei kuti unzi pasi rikiti, iyewe waimbombomesa ndudzi dzavanhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 14