Isaya 12:6
Isaya 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pururudzai uye muimbe nomufaro, imi vanhu veZioni, nokuti Mutsvene waIsraeri mukuru pakati penyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12Isaya 12:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Danidzira upururudze, iwe ugere paZioni; nokuti Mutsvene waIsiraeri mukuru pakati penyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12Isaya 12:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pururudzai muchiimba norufaro imi vagari veZioni nokuti Anoera weIsiraeri ari pakati pedu mukuru.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12