Isaya 12:1
Isaya 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pazuva iro muchati, “Ndichakurumbidzai, imi Jehovha, kunyange makanga makanditsamwira, kutsamwa kwenyu kwakadzorwa uye makandinyaradza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12Isaya 12:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nezuva iro uchati, “Ndinokuvongai Jehovha; makanga makanditsamwira, asi kutsamwa kwenyu kwakadzorwa, munondinyaradza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12Isaya 12:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musi iwoyo iwe uchazoti “Ndinokutendai imi Tenzi nokuti kunyange makambondishatirirwa zvenyu kushatirwa kwenyu kwakapera mukandinyaradza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 12